Welcome To Saytunes
Welcome, Guest

| Sign In | Register | Contact Us

logout


saytunesSONGS:
Kuwimba Nemi-Teach me to trust in You
Band: Heavenly Harmony
This song is a prayer asking the Lord to teach me to trust Him more in times of distress.; In Shona (Zimbabwean)
Kuvimba nemi. Words/Music by Ezekiel Tadiwa
Ndidzidzisei kuvimba nemi
Ndidzidzisei kuvimba nemi
Panguva dzekuomerwa
Ndidzidzisei kuvimba nemi
Dzimwe nguva ndinotya
Dzimwe nguva ndinorasa kutenda
Kana nhamo dzandimomotera
Ndidzidzisei kuvimba nemi
Kana zvinhu zvaoma
Ndidzidzisei kuvimba nemi
Ndisarasa kutenda kwangu
Asi ndivimbe nemi
Ndisakutukai Mambo
Ndisanotsvaga vamwe vamwari
Ndidzidzisei kuvimba mukurwara
Ndidzidzisei kuvimba mukuchema
'Say Survey
'SC blog
'Say Timbrels
'Sally Tube
'Espiritu
'SayCause
'Revolution Hawaii
'Sayworship
'Saystock photos